Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 17:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndiani akaita savanhu venyu Israeri, rudzi rumwe chete panyika runa Mwari warwo akaenda kundozvidzikinurira vanhu, kuti azviitire zita, uye kuti aite zvishamiso zvikuru zvinotyisa, nokudzinga ndudzi kubva pamberi pavanhu venyu vamakadzikinura kubva kuIjipiti?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 17

Maonero 1 Makoronike 17:21 akapoteredza