Saizvozvo vaIsraeri vose vakakwira neareka yesungano yaJehovha vachidanidzira, nokuridza mimhanzi yenyanga dzamakondohwe nehwamanda namakandira, uye vachiridza mitengeranwa nembira.