Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuungano yose yeIsraeri, “Kana zvichiita sezvakakunakirai uye kana kuri kuda kwaJehovha Mwari wedu, ngatitumirei shoko kwose kwose kuhama dzedu dzakasara munyika yose yeIsraeri, nokuvaprista navaRevhi vavagere navo mumaguta avo nokumafuro avo kuti vauye vazobatana nesu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 13

Maonero 1 Makoronike 13:2 akapoteredza