Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaIsraeri vose vakanga vagere pamupata vakati vaona kuti varwi vose vatiza uyezve Sauro navanakomana vake vatatu vafa, vakasiya maguta avo vakatiza. Uye vaFiristia vakauya vakagara maari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 10

Maonero 1 Makoronike 10:7 akapoteredza