Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 1:7-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Vanakomana vaJavhani vaiva: Erisha, Tashishi, muKitimi nomuRodhanimi.

8. Vanakomana vaHamu vaiva: Kushi, Miziraimi, Puti naKenani.

9. Vanakomana vaKushi vaiva: Sebha, Havhira, Sabata, Raama naSabhiteka. Vanakomana vaRaama vaiva: Shebha naDedhani.

10. Kushi aiva baba vaNimurodhi; uyo akakura akava murwi mukuru panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 1