Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 1:46-49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

46. Hushami paakafa, Hadhadhi mwanakomana waBedhadhi uyo akakunda Midhiani munyika yaMoabhu akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Avhiti.

47. Hadhadhi paakafa Samira aibva kuMasireka akamutevera paumambo.

48. Samira paakafa, Shauri aibva kuRehobhoti parwizi akamutevera paumambo.

49. Shauri paakafa Bhaari Hanani mwanakomana waAkibhoni akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 1