Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Hiramu akatuma varanda vake, vafambisi vezvikepe vaiziva gungwa kuti vazoshandisa zvikepe pamwe chete navaranda vaSoromoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 9

Maonero 1 Madzimambo 9:27 akapoteredza