Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 8:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kana vakadzokera kwamuri nomwoyo nomweya wavo wose munyika yavavengi vavo avo vakavatapa vakanyengetera kwamuri vakatarisa kunyika yamakapa madzibaba avo, vakatarisa kuguta ramakasarudza netemberi yandavakira Zita renyu;

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:48 akapoteredza