Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 8:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo inzwai muri kudenga kwamunogara. Regererai mugowana zvamunoita; mugoitira mumwe nomumwe maererano nazvose zvaanoita, sezvo muchiziva mwoyo wake (nokuti imi chete ndimi munoziva zviri mumwoyo momunhu wose),

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:39 akapoteredza