Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino Jehovha, Mwari waIsraeri, chengeterai muranda wenyu Dhavhidhi baba vangu, zvivimbiso zvamakamuitira pamakati, ‘Pamberi pangu hapangazoshayikwi munhu anokutevera pachigaro choushe cheIsraeri, kana vana vako vakachenjera pane zvose zvavanoita, vakafamba pamberi pangu sezvawakaita iwe.’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:25 akapoteredza