Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti akati, ‘Kubvira pazuva randakabudisa vanhu vangu Israeri kubva muIjipiti, handina kusarudza guta rorudzi rupi rweIsraeri kuti ndivake temberi, kuti Zita rangu rive ipapo, asi ndakasarudza Dhavhidhi kuti atonge vanhu vangu Israeri.’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:16 akapoteredza