Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muzinda wake waaizogara necheseri, wakanga wakavakwa zvimwe chetezvo. Soromoni akavakirawo mwanasikana waFaro, uyo waakanga awana, muzinda wakafanana nouyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 7

Maonero 1 Madzimambo 7:8 akapoteredza