Soromoni akaitawo midziyo yose yaiva mutemberi maJehovha:aritari yegoridhe;tafura yegoridhe yaiva nechingwa choKuvapo, pamusoro payo;