Akavaka mbiru mbiri dzendarira, imwe neimwe yakanga yakareba makubhiti gumi namasereh, uye yaipoteredzwa netambo yakareba makubhiti gumi namavirii pakuyera.