Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvovo chirayirai kuti nditemerwe matanda emisidhari yeRebhanoni. Vanhu vangu vachashanda pamwe chete navanhu venyu uye ndichakuripirai mari yamunenge mati iripirwe vanhu venyu. Munoziva kuti hatina kana munhu mumwe anogona kutema matanda sezvinoitwa navaSidhoni.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 5

Maonero 1 Madzimambo 5:6 akapoteredza