Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munoziva kuti nokuda kwehondo dzairwisana nababa vangu Dhavhidhi kubva kumativi ose, haana kuzokwanisa kuvakira Zita raJehovha Mwari wake temberi, kusvikira Jehovha aisa vavengi vake pasi petsoka dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 5

Maonero 1 Madzimambo 5:3 akapoteredza