Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 3:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akati, “Mumwe anoti, ‘Mwanakomana wangu ndiye mupenyu, uye mwanakomana wako ndiye akafa,’ mumwewo achiti, ‘Kwete! Mwanakomana wako ndiye akafa, uye mwanakomana wangu ndiye mupenyu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 3

Maonero 1 Madzimambo 3:23 akapoteredza