Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akamuka pakati pousiku akatora mwanakomana wangu kubva parutivi pangu, ini muranda wenyu ndivete. Akamuisa pachipfuva chake akaisa mwanakomana wake akafa pachipfuva changu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 3

Maonero 1 Madzimambo 3:20 akapoteredza