Ipapo Jehoshafati akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pavakavigwa muguta raDhavhidhi baba vake. Ipapo Jehoramu mwanakomana wake akamutevera paumambo.