Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 22:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaana akaenda kwaari akarova Mikaya nembama. Akamubvunza achiti, “Mweya waJehovha wakafamba nenzira ipiko uchibva kwandiri kuti uzotaura kwauri?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:24 akapoteredza