“Jehovha akabvunza akati, ‘Nenzira ipi?’“Iwo wakati, ‘Ndichaenda ndonova mweya unoreva nhema mumiromo yavaprofita vake vose.’“Jehovha akati, ‘Uchabudirira mukumukwezva. Enda undozviita.’