Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 22:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhume yakanga yaenda kundodana Mikaya yakati kwaari, “Tarirai, somunhu mumwe chete, vamwe vaprofita vari kutaura kuti mambo vachabudirira. Shoko renyu ngaribvumirane neravo, uye mutaurewo zvakanaka.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:13 akapoteredza