Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 21:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu paakanzwa mashoko aya, akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga akatsanya. Akapfeka masaga akafamba achizvininipisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:27 akapoteredza