Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu akati kuna Nabhoti, “Ndipe munda wako wemizambiringa kuti ndiuite bindu romuriwo, sezvo uri pedyo nomuzinda wangu. Ini ndichatsinhanhisa nokukupa munda wemizambiringa uri nani, kana kuti, kana uchida, ndichakuripa mari inoenderana nomutengo wawo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:2 akapoteredza