Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akapindura nhume dzaBhenihadhadhi akati, “Udzai ishe wangu mambo kuti, ‘Muranda wenyu achaita zvose zvamakamukumbira pakutanga, asi chikumbiro ichi chazvino handigoni kuchizadzisa.’ ” Vakasimuka vakaenda nemhinduro kwavakanga vabva, kuna Bheni-hadhadhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:9 akapoteredza