Nhumwa dzakauya zvakare ndokusvikoti, “Zvanzi naBheni-hadhadhi, ‘Ndakatumira shoko rokuti ndinoda sirivha yako negoridhe, navakadzi vako navana vako.