Ipapo mambo akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda akandouraya Shimei.Naizvozvo umambo hwakasimbiswa muruoko rwaSoromoni.