Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 2:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akarayira Bhenaya akati, “Ita sezvaareva. Muuraye ugomuviga, naizvozvo undichenese pamwe chete neimba yababa vangu pamhosva yeropa rakateurwa naJoabhu rakanga risina mhosva.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:31 akapoteredza