Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 2:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Soromoni akaudzwa kuti Joabhu akanga atizira kutende raJehovha uye kuti akanga ari paaritari. Ipapo Soromoni akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akati, “Enda undomuuraya!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:29 akapoteredza