Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 2:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati kuna Abhiatari muprista, “Dzokera kuAnatoti, kunyika yako. Unofanira kufa. Asi handisi kuzokuuraya iye zvino, nokuti wakatakura areka yaJehovha Mwari pamberi pababa vangu Dhavhidhi ukatambudzika navo pamatambudziko avo ose.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:26 akapoteredza