Zvino Adhoniya, mwanakomana waHagiti, akaenda kuna Bhatishebha, mai vaSoromoni.Bhatishebha akamubvunza akati, “Ko, wauya norugare here?”Iye akapindura akati, “Hongu, norugare.”