Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 2:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino nguva yokufa kwaDhavhidhi yakati yoswedera, akarayira Soromoni mwanakomana wake,

2. achiti,“Ndava pedyo nokuenda nenzira yenyika yose. Naizvozvo iva munhu akasimba, uve murume,

3. ucherechedze zvose zvinodiwa naJehovha Mwari wako: Famba munzira dzake, chengeta zvaakatema, mirayiro yake, mitemo yake nezvaanoda, sezvazvakanyorwa muMurayiro waMozisi, kuti ugobudirira pazvose zvaunoita nakwose kwaunoenda.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2