Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu akanga ati kuna Obhadhia, “Enda munyika umu kuzvitubu zvose nemipata yose. Zvimwe tingawana uswa tiraramise mabhiza namahesera kuitira kuti tirege kuzouraya kana chimwe chete chezvipfuwo zvedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:5 akapoteredza