Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini handizivi kuti Mweya waJehovha uchakuendesai kupi kana ndabva pano pamuri. Kana ndikaenda kundoudza Ahabhu, iye akazokushayai, anondiuraya. Asi ini muranda wenyu ndakashumira Jehovha kubvira pauduku hwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:12 akapoteredza