Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makunguwo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani nechingwa nenyama manheru, uye akanwa mvura murukova.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:6 akapoteredza