Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 17:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akapindura akati, “Zvirokwazvo naJehovha Mwari wenyu mupenyu, handina chingwa. Ndinongova netufurawu tushomashoma muhari namafuta mashomashoma muhari. Ndiri kunhonga huni shoma shoma kuti ndiende nadzo kumba ndinozvibikira kudya ini nomwanakomana wangu, kuti tigodya, tife.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:12 akapoteredza