Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 16:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akazviona zviri zvinhu zvidiki kuita zvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, uye pamusoro pezvo akawana Jezebheri mwanasikana waEtibhaari mambo wavaSidhoni, akatanga kushandira Bhaari uye akamunamata.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16

Maonero 1 Madzimambo 16:31 akapoteredza