Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 16:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatenga gomo reSamaria kubva kuna Shemeri namatarenda maviria esirivha uye akavaka guta pagomo iri, achiritumidza kuti Samaria, zvichibva pana Shemeri, zita rouyo aimbova muridzi wegomo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 16

Maonero 1 Madzimambo 16:24 akapoteredza