Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Enda undoudza Jerobhoamu kuti izvi ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsraeri: ‘Ndakakusimudza kubva pakati pavanhu ndikakuita mutungamiri wavanhu vangu Israeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:7 akapoteredza