Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 14:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Zvino mamwe amabasa okutonga kwaRehobhoamu nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eJudha?

30. Rehobhoamu naJerobhoamu vaingogara vachirwisana.

31. Rehobhoamu akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pavakanga vakavigwa muguta raDhavhidhi. Zita ramai vake raiva Naama; vaiva muAmoni. Abhija mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14