Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rehobhoamu mwanakomana waSoromoni akanga ari mambo munyika yeJudha. Akanga ana makore makumi mana nerimwe chete paakava mambo, uye akatonga kwamakore gumi namanomwe muJerusarema, guta rakanga rasarudzwa naJehovha kubva pamarudzi ose aIsraeri kuti aise Zita rake mariri. Zita ramai vake raiva Naama; vaiva muAmoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:21 akapoteredza