Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akati kumunhu waMwari, “Ndinamatirewo kuna Jehovha Mwari wako uchindinamatira kuti ruoko rwangu ruporeswe.” Naizvozvo munhu waMwari akamunamatira kuna Jehovha ruoko rwamambo rukaporeswa rukaita sezvarwakanga rwakaita pakutanga.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:6 akapoteredza