Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Mambo Jerobhoamu paakanzwa zvakanga zvadanidzirwa nomunhu waMwari kuaritari paBheteri, akatambanudza ruoko rwake ruchibva kuaritari akati, “Mubatei!” Asi ruoko rwaakatambanudzira kumurume uyu rwakaoma, zvokuti akatadza kurudzosa zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:4 akapoteredza