Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaudzwa neshoko raJehovha kuti, ‘Haufaniri kudya chingwa kana kunwa mvura ikoko kana kudzoka nenzira yaunenge wauya nayo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:17 akapoteredza