Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatevera munhu waMwari. Akamuwana agere pasi pomuti womuouki akamubvunza akati, “Ndiwe here munhu waMwari akabva kuJudha?”Akapindura akati, “Ndini.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:14 akapoteredza