Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Majaya aakanga akura nawo akapindura akati, “Udzai vanhu ava vati kwamuri, ‘Baba venyu vakaisa joko rinorema pamusoro pedu, asi imi chitirerutsirai joko redu’ vaudzei kuti, ‘Munwe wangu muduku, mukobvu kupfuura chiuno chababa vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12

Maonero 1 Madzimambo 12:10 akapoteredza