Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 12:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Rehobhoamu akaenda kuShekemu, nokuti vaIsraeri vose vakanga vaendako kundomuita mambo.

2. Zvino Jerobhoamu, mwanakomana waNebhati, akati azvinzwa (akanga achiri kuIjipiti, kwaakanga aenda akatiza Mambo Soromoni) akadzoka kubva kuIjipiti.

3. Vakatuma nhume kundodana Jerobhoamu, iye neungano yose yeIsraeri vakaenda kuna Rehobhoamu vakati kwaari,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12