Akaitira vakadzi vake vose vaibva kuna mamwe marudzi zvimwe chetezvo, ivo vaipisa zvinonhuwira nokubayira zvibayiro kuna vamwari vavo.