Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 11:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akazviunganidzira varume akabva ava mutungamiri wechikwata chavapanduki panguva yakaparadzwa mauto okuZobha naDhavhidhi; vapanduki ava vakaenda kuDhamasiko, kwavakagara uye vakatonga.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 11

Maonero 1 Madzimambo 11:24 akapoteredza