Akapa mambo matarenda zana namakumi maviria egoridhe, zvinonhuwira kwazvo, namatombo anokosha. Hapana mumwe akazouya nezvinonhuwira zvakawanda sezvakauyiwa nazvo namambokadzi weShebha kuna Mambo Soromoni.